Ishan feat. Ti Gonzi, ISHAN, Ti Gonzi — Kure

Слушать Ishan feat. Ti Gonzi, ISHAN, Ti Gonzi — Kure

Текст Ishan feat. Ti Gonzi, ISHAN, Ti Gonzi — Kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

Kure kure kure

 

What kind of man are you gonna be

A man whose lost his culture and his ways

A man whose given up all he was meant to be

Just to make the world around and feel important

Simba mukaka usaronga mwanangu

Chewukira nzira yawafamba uchakuona kachana

Its gonna be a long way

Still l gotta make it some day

Talk about change ndiwe

From nothing to something lm heading to the top yeah

 

Kwatinoenda kure

Kwatinobva kure

Zvakaitika shure

Zvakasara kure

Kwatinoenda kure

Kwatinobva kure

Zvakaitika shure

Zvakasara kure

Kure kure kure×8

 

Imwembel l cant remember where lm coming from

All l know is lm coming home

So l guess hapana chekutya

PaBirthday handidi present chete ndoda nefuture

Im trynna look nzira yacho iri blurry

Zvimwe ndichabhabhayisa bhabhayi nebhayibheri

Zvimwe zvandinosangana nazvo imi zviri scary

Tinenge titori patight bvunza Gary

 

I work so hard work so hard

Im grinding sha

Handimboshainirwe ini ndiri shining star

Vadzimu vangu woye imi murikupiko

Kana ndakarasika ndadzoka kunge ZUPCO

Chero vakadyarana handimbojushwa

Ndirimbeu isina kudyarwa

Ndinenge mahuswa

I keep grinding kusvika zvabhadhara

Patience pays ndakazviona kuchipatara

Boys