Freeman — Ngaibake

Слушать Freeman — Ngaibake

Текст Freeman — Ngaibake

Walla, order in the dance hall
Stop it! (Soja, soja)
Yo Sheutang, Tynash, Kapfidza let′s do it

 

Muleki anati tianela kusangalala chape osati tisimenyane
Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
Hamuna kunetsana
Tikazvitsvaga hapana
Chinjai mupaka
Haisi nguva yekurwisana
Titambe tikki takka
Purezha topasirana seBarca

 

Saka ngaibake nguva yekufara yacho ndiyoyi
Saka ngaibake iwe DJ pulla ngoma itangezve
Saka ngaibake (awe)
Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
Saka ngaibake (awe)
Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)

 

Man’ono aripo magyalis gozha
Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo)
Guwa rasvika kuJoza
Akupisa paZimbabwe ndiDoctor
Namhlanje ziyawa neXhosa
Fara nguva ino ndiko kwakakosha
KunaZino naTich ndafona
Batai Tonde naWatta mukoma
Douglas sly paKappa
Bata Godogo paLondon
Ndina papa Alick Macheso
HK, now we bad

 

Saka ngaibake (awe)
Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
Saka ngaibake (awe)
Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)

 

Kufara kwete kupindana hard
Mmm Mmm zvinodisturber part
Man′ono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa nevhat
Hona smart inorohwa nemaCousins
Vamwe three stripes vamwe muVans
White usamire kukuchidzira moto (moto)
Ramba uchibvirisa dance

 

Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
Hamuna kunetsana tikazvitsvaka hapana
Chinjai mupaka haisi nguva yekurwisana
Titambe tikki takka pleasure topasirana seBarca

 

Saka ngaibake (awe)
Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
Saka ngaibake (awe)
Iwe Dj pulla ngoma itangezve (vanzwe)

 

Ma»cono» aripo magyalis gozha

Ndatora mapic paInsta ndaposta (mambo)

Guwa rasvika kuJoza

Akupisa paZimbabwe ndiDoctor

Namhlanje ziyawa neXhosa

Fara nguva ino ndiko kwakakosha

KunaZino naTich ndafona

Batai Tonde naWatta mukoma

Douglas sly paKappa

Bata Godogo paLondon

Ndina papa Alick Macheso

NaSilent Killer paJoza

 

Saka ngaibake (awe)
Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
Saka ngaibake (awe)
Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe)

 

Kufara kwete kupindana hard
Mmm mmm zvinodisturber party
Mangono magood ngavauye kufront especially vanobvumwa neVAT
Hona smart inorohwa nemakasi
Vamwe mu three stripes vamwe muVans
White usamire kukuchidzira moto (moto)
Ramba uchibvirisa dance

 

Saka ngaibake (awe)
Nguva yekufara yacho ndiyoyi (awe)
Saka ngaibake (awe)
Iwe DJ pulla ngoma itangezvee (vanzwe)

 

Aweee
Aweee
Ngaibake
Nguvaye yekufara yacho ndiyoyi
Saka ngaibake
Iwe DJ pulla ngoma itangezvee